DuraMazwi
Browse Words
Words

-funura

Shona Definition

Ku funura kumenya kana kubvisa ganda. Vamwe vanoti, kana vabika mbambaira, vongodya dzakadaro vasingafunuri makanda. Kana muka funura manhanga munenge mava kubvisa mashizha anga akaavharira muhari pamanga muchiri kuabika. -vhunura .

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.