Ku funyana kuunyana kunoita jira kana hanzu. Ko, unopfeka hembe yakafunyana kudaro, asi aini haunasu? Ku funyana kuoma kunoita ganda sezvinoita munhu achembera.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.