DuraMazwi
Browse Words
Words

firosofi

Shona Definition

Aya mafungiro ano udzamu anotungamirira vanhu pamaitiro avo nounhu hwavo, tsika dzavo namagariro avo. Firosofi yechivanhu inonyanya kutungamidza pamberi ukama nokugarisana zvakanaka. Ichi chidzidzo chokutsvaga uzivi neungwaru hwakadzama, zvikuru maererano nemafungiro anotungamirira vanhu pamagariro avo netsika dzavo. Chidzidzo cheFirosofi chinoitwa kuyunivhesiti chete, kwete kusekondari.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.