Browse Words
Shona Definition
Kana uka fisa munhu unenge wamuuraya kana kukonzera kuti amboti nhoo seafa, asingachazivi zviri kuitika. Kana chinhu chokudya chichi fisa chinenge chichiita kuti munhu anzwe nemwoyo wekuchida. Kana chinhu chichi fisa chinenge chichityisa zvokuti chingatokonzera rufu.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.