Browse Words
Shona Definition
Ku finduka kuita zvinhu nechimbichimbi. Ku finduka kukurumidza kushanduka, sezvingaita mamiriro okunze kana kuti munhu ambenge akafara.
English Translation
To finduka is to do things quickly. To finduka means to change rapidly, like the weather or someone who was happy.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.