Browse Words
Shona Definition
Kana zvirimwa zvo fenduka zvinenge zvava kutanga kubuda panguva imwe chete. Iyo nguva ino iyi ndiyo inofenduka maruva ose, zvokuti kunze kunobva kwayevedza kutarisa. Kana chinhu chichi fenduka chinenge chichikwanisika kuti chichekererwe mativi acho kuti chigova chidiki.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.