DuraMazwi
Browse Words
Words

fekitari

Shona Definition

Iri ziimba zihombe, kana kuti dzimba dzakabatana, dzine michina yokugadzirisa zvinhu zvinobuda zvakawanda panguva imwe chete.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.