DuraMazwi
Browse Words
Words

farandanda

Shona Definition

Kuti farandanda kupararira kwezvinhu panzvimbo yakakura. Mbudzi dzaiva dzakati farandanda mugura. kayaya .

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.