DuraMazwi
Browse Words
Words

-farandandika

Shona Definition

Kana zvinhu zvizhinjizhinji zvaka farandandika zvinenge zvakapararira panzvimbo yakakura.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.