DuraMazwi
Browse Words
Words

-erekana

Shona Definition

Ku erekana chinhu chaitika kuzongobengenuka kana kukanuka icho chatoitika, iwe wange usingachifungiri kana kuti wanga wakavarairwa. Vakazongoerekana vatosvika pane mumwe musha waiva pakati pesango.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.