DuraMazwi
Browse Words
Words

-eresera

Shona Definition

Ku eresera kugona kupima uwandu hwechinhu hunenge hwuchidiwa. Ku eresera kuita zvinhu zviri pakati nepakati, kana kuti zvakadzikama.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.