DuraMazwi
Browse Words
Words

e-ezve

Shona Definition

Kana munhu achiti e-ezve anenge achiratidza kushamisika nezvinenge zvichiitika kana zvinenge zvataurwa. Kana munhu achiti e-ezve anenge achibvumira zvinenge zvichitaurwa nemunhu waanenge achifunga kuti ari kurambobvunza zvaanoziva kana zviri pachena.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.