Browse Words
Shona Definition
Tinoshandisa eeka tichibvuma zvine kushatirwa, kana kuramwa, kana kusvotesa mukati. Eeka, zvavaita ndizvo zvinoitwa. Tinoshandisa eeka kupindura munhu waunenge uchifunga kuti ari kubvunza zviri pachena kana kuti zvawambomuudza kare.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“eeka .”
from eezve