Used in other entries
“Dzvinyu rakati kwerekweshe paruware.”
from kwerekweshe“Kuti gwavava kurara nedumbu sezvinoita dzvinyu.”
from gwavava“Nzvenzvana mwana wemhuka yakaita sekamba ngwena kana dzvinyu.”
from nzvenzvana“dzvinyu”
from dzvombi“Burwa chipuka chinenge dzvinyu icho chiri chihombe, chinombogara mumvura, chine muswe une muchinjiziri uye chinonzi chinokama mombe.”
from burwa“Dzvinyu kuzambira zuva huona mwena.”
from -zambira