DuraMazwi
Browse Words
Words

dzvoko

Shona Definition

Kuti dzvoko kutarisa munhu uchiratidza kuti washatirwa kana kuti haumufariri, uye usingabvisi ziso paari.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.