DuraMazwi
Browse Words
Words

-dzvara

Shona Definition

Ku dzvara mbeu kana mhodzi kudziisa muvhu kuti dzigomera. Ku dzvara ruvengo kuita zvinhu zvinosakisa kuti vanhu vasafarirana.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.