Dzvemete kusasiyana kana kuti kuva pamwe nguva dzose kwavanhu vanowirirana. Mukomana anogara akaita dzvemete nomusikana wake.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.