DuraMazwi
Browse Words
Words

-dzatura

Shona Definition

Ku dzatura ronda kuritusvura zvokuti rinobuda urwa kana ropa. Ku dzatura kurova neshamhu zvakasimba.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.