DuraMazwi
Browse Words
Words

dzangaradzimu

Shona Definition

Iri zinhu rinonzi rakareba, rinoonekwa usiku uye richityisa. Iyi mifananidzo yaionekwa makarekare iri mudenga, yaiumbwa namakore ichitaridza maguta, vanhu vanotswa nezvimwewo. Iyi mifananidzo inoteyewa pamadziro nomuchina, inenge ichifamba nokutaura savanhu. firimu bhaisikopu Uyu mushonga wokuti munhu anyangarike, vavengi vake vasamuona.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.