DuraMazwi
Browse Words
Words

dzadzara dzadzara

Shona Definition

Kuti dzadzara dzadzara kutadza kufamba zvakarurama, kunyanya kana munhu akadhakwa. pera pera .

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.