Kuti dumbi kushayiwa mufaro mushure mokugumburwa nechinhu. Vechikwata cheNyenganyenga vakanga vachiti dumbi, vadyiwa zvibozwa netimu yeNhengure.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.