Used in other entries
“Kuti dho kurira kunonzwikwa kana warova chinhu chakasimba uchishandisa dombo kana kuti simbi.”
from dho“Ku komera kushandisa dombo kana chimwe chinhu kurovera chipikiri, kuti chipinde mukati mupuranga kana zvimwe zvakadaro.”
from -komera“Akapotsera dombo rikarova dhiramu kuti ko.”
from ko“Kaba kamuchinjiziri kakaita denderedzwa kanoitwa nemvura kana zviya ukakanda dombo mairi.”
from kaba“Kuti gwe kutema munhu, mhuka kana mudziyo uchishandisa dombo kana chimwe chinhu.”
from gwe“Kuti dho kurira kunonzwikwa kana warova chinhu chakasimba uchishandisa dombo kana kuti simbi.”
from dho