Browse Words
Shona Definition
Kana uchi doma unenge uchitaura mazita ezvinhu kana kudaidzira zvakanyorwa. Kana uka doma munhu unenge wamusarudza kuti apiwe chigaro kana kuti aite rimwe basa. Mai Moyo ndivo vakadomwa kuti vave mukuru wemadzimai eruwadzano. -shara, -sarudza .
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.