Used in other entries
“Kuti chichinu kufamba kwavanhu vakawanda vakananga divi rimwe.”
from chichinu“Uyu muti wakavezwa wakapafarara rimwe divi, unorovereswa zvikuva zvedzimba.”
from chirovero“Chipari mutambo wavaduku wokuti, vari kune rimwe divi vanotaura zvirevo, vamwe vachipa dudziro yazvo.”
from chipari“Ku kwabuka kusimuka kwerimwe divi rechinhu change chakatsvetwa pasi.”
from -kwabuka“Kodhoro rudzi rwejira gobvu rinodziya uye rine tumichinjiziri divi rokunze, rinosoneswa mbatya dzokupfeka pachando, kunyanya midhebhe.”
from kodhoro“Uyu munhu anogara akarereka mutsipa kana kuti ane tsika yekufamba akatarisa divi.”
from jeyamucheya