DuraMazwi
Browse Words
Words

chichinu

Shona Definition

Kuti chichinu kufamba kwavanhu vakawanda vakananga divi rimwe. Vanhu vakati chichinu vakananga kuguva kundoviga mushakabvu.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.