Used in other entries
“Iyi inzvanyira inodaidzwa ichinzi dhi inowanikwa pakati pa di na e-e mubumbiro remavara anoshandiswa kunyora rurimi rweChiShona.”
from dh“Kuti dhi-i kutinhira kune ruzha rukuru rwakasimba runonzwika kure chose.”
from dhi-i“N'ombe yakapfurwa mugotsi ndokubva yangoti dhi, ndiye tasa.”
from tasa“Iyi inzvanyira inodaidzwa ichinzi di inowanikwa pakati pa chi na dhi mubumbiro remavara anoshandiswa kunyora rurimi rweChiShona.”
from d“Kuti dhi dhi kurova kunoita hana ichifambisa ropa.”
from dhi dhi“Kuti dhi dhi kurova kunoita hana ichifambisa ropa.”
from dhi dhi