Used in other entries
“Ichi chivimbo chinenge chiine munhu, chokuona kuita kana kuitirwa chimwe chinhu muupenyu.”
from chitarisiro“Kana uchi davira mune zvimwe zvinhu unenge une chivimbo nazvo.”
from -davira“Uyu munhu asina chivimbo maari nekuti maitiro ake haana chokwadi nawo.”
from nhavatava“Tariro chivimbo chokuwana zvinofadza zvichauya, kana kuti zvichaitika.”
from tariro“Kana muine chinhu chamaka tarisira , munenge makachimirira, muine chivimbo chokuti chichaitika kana kuuya.”
from -tarisira“Chinhu chisiri chako kana chiya chokuronzerwa hachina chivimbo.”
from Pfuma yomukuwasha / idya uchichengeta mapfupa