DuraMazwi
Browse Words
Words

chitafu

Shona Definition

Chitafu izerere rinokurira mumvura uye rinonyikwa mumvura inogezwa navanhu vabva mukuviga chitunha.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.