Iri izwi rinoshandiswa kubvunza zviri kuitwa nomunhu uye kuti zvinorevei, kunyanya kana zviri zvinhu zvisina kufanira. Ko, nhai Chenge, chirudzii ichocho?
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.