Used in other entries
“chimuko chouviri 7”
from chipundutso“Aya maitiro okudzorera asi zvisina chimuko, kana warwiswa.”
from chigarira“Kazhinji munhu anowanzoparadza njere nenguva yake pazvinhu zvisina chimuko asi kana zvinhu zvikuru zvouya munhu wacho oshaya mazano.”
from Usaswerera kurwira chitundu chamakakanje / chehove chiripo“Hapana chimuko chinovinga agere zvake.”
from Mukutanda mapfeni / ndimo munowanikwa ndimo“Kana munhu akapiwa mombe dzokurimisa akafanira kudzishandisa kuti awane chimuko padziri.”
from Chinofumisa hachitenherwi“Asi uya anopapatika, kazhinji anowanzorikanyanisa achizoshaya chimuko pabasa rake.”
from Nyakubika dombatomba anodya zvakaorera / ndidye-ndidye anodya zvimbishi