DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Mukutanda mapfeni / ndimo munowanikwa ndimo

Shona Definition

Hapana chimuko chinovinga agere zvake. Kuti uwane chinhu chinenge chatotamburirwa. Munhu anofamba nzvimbo zhinji ndiye anoona nokudzidza zvakawanda.

English Translation

Nothing comes to the person who simply sits still; anything worth having is gained through effort. The one who moves around and sees many places is the one who learns the most.

Cultural Context

“Said of someone who stays put and so never encounters new ways of doing things or new ideas.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.