Used in other entries
“Kana mwenje uchi hwihwinyara unenge wakapfuta zvisina chiedza chakawanda, asi chiedza chacho chisingaperi.”
from -hwihwinyara“Iyi inyeredzi huru inoonekwa manheru, inopa chiedza kunyika chakawanda zvokuti kana uchifamba usiku inobatsira pakuona nzira.”
from nyamatsatsi“Ku sviba kutora ruvara rutema kana kushaya chiedza kwekunze.”
from -sviba“Ku ringirira kudzorera chiedza kwachabva.”
from -ringirira“Windo iburi rinosiyiwa muchidziro kuti ripinze mhepo, kana chiedza, kana zvese.”
from windo“Kuti vare kuita chiedza chakajeka, chinoonekwa kamwe chobva chadzima, sezvinoita mheni.”
from vare