Browse Words
Shona Definition
Iyi inyeredzi huru inoonekwa manheru, inopa chiedza kunyika chakawanda zvokuti kana uchifamba usiku inobatsira pakuona nzira. vhenekeratsvimborume . Iyi inyeredzi inosarira yega mangwanani-ngwanani, dzimwe dzese dzanyura. nyamasase
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“nyamatsatsi Iyi ihove ino mutumbi wakadarika womuramba, nomusoro muduku sowenyoka, unochekwa wokandwa mudziva kana ichinge yabatwa.”
from nyamasase