Used in other entries
“Kuti kono kupa munhu chinhu uchiratidza kuti hauna chido chekumupa, asi uri kungomupawo zvekuti hapana zvaungaiti.”
from kono“Chido paakanzi afambe nemurume, wake akakukuta zvinhu zvese mumba ndokusiya murume wake ari pamhene chaipo.”
from -kukuta“Ku gwama kuperedzera simba kana chido.”
from -gwama“Chido asuka ndiro, mva awacha hembe dzese dzevana.”
from mva“Aya mazwi anosvota anoita kuti munhu apere shungu kana chido mune zvaanga achida kuita.”
from maodzamwoyo“Shungu chido chakadzama zvikuru chokuita chinhu, chingave chakanaka kana chakaipa.”
from shungu