Used in other entries
“Ichi chibhururukwa chakaita senhunzi, chinoruma nokusveta ropa kunyanya pan'ombe.”
from chin'ono“Hwiza chibhururukwa chine makumbo marefu, chinowanzobatwa mumapani chichidyiwa nevanhu.”
from hwiza“Zingizi chibhururukwa chitema chinenge igo, chinongogara chichitenderera mumba, chichifarira kutevedza maruva.”
from zingizi“Ichi chibhururukwa chine makumbo marefu, chinobata tumwe tubhururukwa tudiki chichidya.”
from ambuyamuderere