DuraMazwi
Browse Words
Words

chibhubhubhu

Shona Definition

Uku kuita zvinhu pasina gwara munhu achingoti chero kwazvasvika. Kurwa kwevasikana chibhubhubhu chete.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries