Used in other entries
“Kuti dhau kurova chinhu zvine simba uchishandisa chibhakera.”
from dhau“Akati akande chibhakera kuna Tomu, ndokubva amukuta achinonyondera pasi nemuromo.”
from -kuta“Kuti nje kurova paunenge uchida chaipo, uchishandisa chibhakera kana chombo.”
from nje“Mupfekerwa chibhakera chakasimba, chinoita zvekukwidzwa uchindorova munhu munyasi meshaya.”
from mupfekerwa“Paakarohwa chibhakera paziso rakabva rati bwibwi kuzvimba.”
from bwibwi“Ku shwenga kurova chibhakera chine simba, zvokuti chinowisa munhu achiziya.”
from -shwenga