Browse Words
Shona Definition
Kuti dhau kupedza zvinhu zvose zvinenge zviripo. N'ombe dzakati dhau chibage chose chakanga chiri mumunda. dhu . Kuti dhau kurova chinhu zvine simba uchishandisa chibhakera.
English Translation
"Kuti dhau" means to finish all the things that are available. The cattle finished all the maize that was in the field. "dhu." means To strike something powerfully using a fist.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.