Used in other entries
“Ku kudubudza kunoitwa nemunhu anenge aine nzara, achingoti iyi poto akudubura, osiya yakadaro achitsvaga chekudya.”
from -kudubudza“Kuti jandu kutsenga chekudya chakanyorovera zvikuru.”
from jandu“Ku nafura kudya zvishoma shoma kwemunhu asingadi chekudya.”
from -nafura“Kuti mepfu kudimbura kana kuruma chekudya chakanyorovera.”
from -mepfu“Mupemhi munhu anofamba achiimba nekutamba kuti agopiwa chekudya.”
from mupemhi“Kuti memete kuunganira kunoita nyuchi kana masvosve pane chekudya kana pamudziyo une tsvigiri.”
from memete