DuraMazwi
Browse Words
Words

-chapfanya

Shona Definition

Ku chapfanya kudya zvinonaka uye zvakawanda chaizvo. Takachapfanya mashakada pamuchato nezuro. -chakanya .

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.