DuraMazwi
Browse Words
Words

chakwa chakwa

Shona Definition

Kuti chakwa chakwa kufamba nemumvura isina kudzika kana nemumadhaka. Mombe dzaiti chakwa chakwa mumachakwi dzichitsvaka mvura yokunwa.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.