Ku chakwatika kunyanya kunyorova kwenhumbi dzanaiwa kana dzadirwa mvura. Takawana nhumbi dzaiva panze dzachakwatika nokunayiwa.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.