Browse Words
Shona Definition
Ku chakatika kuvapo kwezvinhu neuwandu hwakapfuura zvamazuva ose. Ku chakatika kutaura zvisina kufanira pavanyarikani. Zvauriwe, usachakatika zvauriwe nhasi pana mbuyawasha. -jakatika .
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.