DuraMazwi
Browse Words
Words

chachanu

Shona Definition

Kuti chachanu kumera nguva imwe chete kunoita mbeu dzakanyikwa mumvura. Zviyo zvakanyikirwa doro rebira zvakati chachanu mukati memamazuva matatu. Kuti chachanu kubudisa chinhu mumvura uchiita zvokukweva.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.