Browse Words
Shona Definition
Ku chachapura kutora chinhu, zvikuru chombo, nechisimba. Baba vakachachapura shamhu muruoko, ndokutanga kundipura nayo. Ku chachapura kurova munhu asina kumbotaura newe. Benzi rakangoerekana rochachapura chembere yakanga yakazvirarira zvayo.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.