Kuti chabwi chabwi kufamba kwemunhu mumvura isina kudzika kana mumachakwi. Takazongonzwa yava chabwi chabwi makumbo atsika mvura, tisingaoni murima.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.