Browse Words
Shona Definition
Kana uchi chacha unenge uchiwisa miti kana zvimwe zvinhu uchishandisa sanhu kana chimwe chinotema. Vanhu vakaregerwa vachichacha miti nyika inoita gwenga takarivara. Ku chacha kuita chinhu kwenguva refu usingazvipi nguva yokunyatsoongorora kana zviri zvinhu zvakanaka.
English Translation
When you are 'chaching' you will be felling trees or other things using an axe or something that cuts. People were allowed to 'chacha' trees and the country became a desert, we forgot. To 'chacha' is to do something for a long time without giving yourself time to properly examine whether things are good.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.