Used in other entries
“Kana chinhu cha gonyoka chinenge chisisina kutwasuka.”
from -gonyoka“Kana chipfuyo chakaita semombe kana hachi chichinzi cha dhamba , chinenge chave kubvuma kushandiswa navanhu.”
from -dhamba“Kana chinhu cha dzama chinenge chisisaoneki sezvachaimboita kare.”
from -dzama“Kana chirombo chemunhu cha dinya chinenge chasimuka uye chaomarara.”
from -dinya“Kana chirwere chichinzi cha komba chinenge chasimbirira munhu, atova kurwarisa.”
from -komba“Kana chinhu chichinzi cha kona chinenge chakundikana, kana kuti chisina kuzoitika.”
from -kona