Browse Words
Shona Definition
Ku bvunzira kubvisa mari kuvabereki vemusikana uchida kuti vakupe mvumo yokuroora mwana wavo. Musikana uyu akabvunzirwa nemukomana wake. Ku bvunzira kuenda kundotsvaga zviri kunetsa mumba kun'anga kana kuzviporofita.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.