Used in other entries
“Kukunda bvunzo zvinhu zvinodakadza chaizvo.”
from -dakadza“Tafadzwa ari kuita jemanewadya nesu yekuti tatadza bvunzo, iye achiziva hake kuti bvunzo yatanyora aigona.”
from jemanewadya“Uyu mushonga wakaipa unoshandiswa kuti pfungwa dzemumwe dzivhiringike, agotadza kuita basa rake zvakanaka, sekutadza kunyora bvunzo.”
from mhinganidzo“Ndakanyora bvunzo ndiine runyindo.”
from runyindo“sitembi Chitambi igwaro rinopiwa kumunhu nehurumende kana apasa bvunzo yokuchaira dzimotokari.”
from chitambi“Bvunzo yatakanyora yairema zvikuru.”
from -rema